61 Asi Jesu akaramba anyerere akasapindura.
Muprista mukuru akamubvunzazve achiti, "Ndiwe Kristu here, Mwanakomana waIye Akaropafadzwa?"
62 Jesu akati, "Ndini. Uye muchaona Mwanakomana woMunhu agere kuruoko rworudyi rwaIye Wamasimba achiuya ari pamakore okudenga."