Publicidade

Marcos 15

Kufa kwaJesu

33 Nenguva yechitanhatu rima rakauya pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe. 34 Uye panguva yepfumbamwe, Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, "Eroi, Eroi, rama sabhakitani?" zvinoreva kuti "Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?"

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-