Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 15

Kuvigwa kwaJesu

42 Rakanga riri Zuva roKugadzirira (ndiro rinotangira Sabata.) Saka kwovira, 43 Josefa weArimatea, nhengo yeDare Guru yaiva nomukurumbira, uyo akanga akamirirawo umambo hwaMwari, akatsunga kuenda kuna Pirato kundokumbira mutumbi waJesu.

Veja também