Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 3

28 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvivi zvose nokumhura kwavanhu kwose zvicharegererwa. 29 Asi ani naani anomhura Mweya Mutsvene haazomboregererwi; ane mhosva yechivi chisingaperi."

30 Akataura izvozvo nokuti vakanga vachiti, "Ano mweya wakaipa."

Veja também