Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 4

Mufananidzo weMbeu yeMasitadhi

30 Akatizve, "Umambo hwaMwari tingahufananidza neiko kana kuti tingaita mufananidzo upiko kuti tihutsanangure? 32 Asi kana yadyarwa, inokura igova muti mukuru kupfuura miti yose yomubindu, una matavi makuru zvokuti shiri dzedenga dzinogona kugara mumumvuri wawo."

Veja também