Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 4

38 Jesu akanga ari mushure megwa, avete pamutsago. Vadzidzi vake vakamumutsa vakati kwaari, "Mudzidzisi, hamuna hanya here kana tikanyura?"

39 Akamuka, akarayira mhepo uye akati kumafungu, "Nyarara! Dzikama!" Ipapo mhepo yakapera uye kukadzikama zvikuru.

40 Akati kuvadzidzi vake, "Munotyireiko zvakadai? Hamusati mava nokutenda here?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também