Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 4

39 Akamuka, akarayira mhepo uye akati kumafungu, "Nyarara! Dzikama!" Ipapo mhepo yakapera uye kukadzikama zvikuru.

40 Akati kuvadzidzi vake, "Munotyireiko zvakadai? Hamusati mava nokutenda here?"

41 Vakatya uye vakabvunzana vachiti, "Ndianiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também