Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 6

17 Nokuti Herodhi pachake akanga arayira kuti Johani asungwe, uye akaita kuti asungwe nengetani uye aiswe mutorongo. Akaita izvi nokuda kwaHerodhiasi mukadzi womununʼuna wake Firipi waakanga awana. 18 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, "Hazvitenderwi kuti utore mukadzi womununʼuna wako."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também