Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 6

21 Pakupedzisira mukana wakazovapo. Pazuva rokuberekwa kwake, Herodhi akaitira vabati vake vakuru, navakuru vamauto uye navarume vaitungamirira muGarirea mabiko. 22 Mwanasikana waHerodhiasi akati apinda akatamba, akafadza Herodhi navakanga vakokwa kuzodya.

Mambo akati kumusikana, "Ndikumbire chipi zvacho chaunoda, uye ndichakupa chinhu ichocho."

Veja também