Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 7

20 Akaenderera mberi achiti, "Zvinobuda mumunhu ndizvo zvinomusvibisa. 21 Nokuti kubva mukati, kubva mumwoyo yavanhu ndimo munobuda mirangariro yakaipa, upombwe, kuba, kuuraya, ufeve, 22 ruchiva, nouipi, kunyengera, utere, godo, kureva, manyawi noupenzi. 23 Zvakaipa izvozvi zvose zvinobuda kubva mukati uye zvinosvibisa munhu.’ "

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também