Publicidade

Marcos 9

28 Mushure mokunge Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, "Seiko isu takakundikana kuudzinga?"

29 Akapindura achiti, "Rudzi urwu runongobva chete nokunyengetera nokutsanya."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-