36 Akatora mwana muduku akamumisa pakati pavo. Akamubata mumaoko ake, akati kwavari, 37 "Ani naani anogamuchira mumwe wavaduku ava muzita rangu anogamuchira ini; uye ani naani anondigamuchira haagamuchiri ini asi iye akandituma."
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.