2 "Asi iwe, Bheterehema Efurata,
kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha,
kwauri kuchandibudira mumwe
achava mutongi pamusoro peIsraeri,
mavambo ake ndeakare kare,
kubva pamazuva akare kare."
2 "Asi iwe, Bheterehema Efurata,
kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha,
kwauri kuchandibudira mumwe
achava mutongi pamusoro peIsraeri,
mavambo ake ndeakare kare,
kubva pamazuva akare kare."