Publicidade

Mateus 10

19 Asi kana vakusungai, musafunganya pamusoro pokuti muchataurei kana kuti muchataura sei. Panguva iyoyo muchapiwa zvokutaura, 20 nokuti munenge musiri imi munotaura, asi Mweya waBaba venyu uchataura nomamuri.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-