Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 10

29 Ko, shiri duku mbiri hadzitengeswi nesendi here? Kunyange zvakadaro hapana imwe chete yadzo inowira pasi kunze kwokunge Baba venyu vazvibvumira. 30 Uye kunyange nebvudzi riri mumusoro yenyu rakaverengwa. 31 Naizvozvo musatya nokuti munokosha kupfuura shiri duku zhinji.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também