Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 12

10 uye makanga muno murume akanga ano ruoko rwakanga rwakakokonyara. Vachitsvaka mhosva yokupomera Jesu vakamubvunza vakati, "Zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata?"

11 Akati kwavari, "Kana mumwe wenyu aine gwai, rikawira mugomba nomusi weSabata, haangatambanudzi ruoko rwake akaribudisa here? 12 Ko, zvino munhu anokosha zvakadini pane gwai! Naizvozvo zviri pamutemo kuita zvakanaka nomusi weSabata."

13 Akati kumurume uya, "Tambanudza ruoko rwako." Akarutambanudza rukapora rukava sorumwe.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também