Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 12

36 Asi ndinokuudzai kuti vanhu vachazvidavirira pamusi wokutongwa pamusoro peshoko rimwe nerimwe ravakataura risina maturo. 37 Nokuti namashoko ako ucharuramisirwa, uye namashoko ako uchawanikwa une mhosva."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também