Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 13

Mufananidzo weMbeu yeMasitadhi noweMbiriso

31 Akavaudzazve mumwe mufananidzo achiti, "Umambo hwokudenga hwakafanana nembeu yemasitadhi iyo yakatorwa nomunhu akaidyara mumunda make. 32 Kunyange zvazvo iri iyo mbeu dukusa pambeu dzenyu, asi painokura ndiyo huru kwazvo pambeu dzose dzomubindu uye inova muti wokuti shiri dzedenga dzinouya dzichimhara pamapazi awo."

Veja também