Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 14

28 Petro akapindura akati, "Ishe, kana murimi ndirayirei kuti ndiuye kwamuri ndichifamba pamusoro pemvura."

29 Iye akati, "Uya."

Ipapo Petro akabuda mugwa akafamba pamusoro pemvura akananga kuna Jesu. 30 Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya, ndokubva atanga kunyura, achibva adanidzira achiti, "Ishe, ndiponesei!"

31 Pakarepo Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, uye akati kwaari, "Iwe wokutenda kuduku, sei wakahadzika?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também