3 Jesu akavapindura achiti, "Ko, imi munotyorerei murayiro waMwari nokuda kwetsika dzenyu? 4 Nokuti Mwari akati, ‘Kudza baba vako namai vako’ uye, ‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa.’
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.