Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 16

15 Akabvunza akati, "Ko, imi munoti ndini ani?"

16 Simoni Petro akapindura akati, "Ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari mupenyu."

17 Jesu akapindura akati, "Wakaropafadzwa iwe Simoni mwanakomana waJona, nokuti izvi hazvina kuzarurirwa kwauri nomunhu asi naBaba vangu vari kudenga.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também