Publicidade

Mateus 17

20 Akavapindura achiti, "Nokuda kwokuti mune kutenda kudiki. Ndinokuudzai chokwadi kuti dai maiva nokutenda kudiki hako semhodzi yemasitadhi maigona kuti kugomo iri, Ibva apa uende uko,zvichiitika. Hapana chamunozokundikana kuita. 21 Asi rudzi urwu rwomweya runongobviswa chete nokunyengetera nokutsanya."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-