Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 18

Mukuru muUmambo hwoKudenga

1 Panguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu uye vakamubvunza vachiti, "Ndianiko mukuru pane vose muumambo hwokudenga?"

2 Akadana mwana muduku ndokumumisa pakati pavo. 3 Uye akati, "Ndinokuudzai chokwadi kuti, kana musina kushanduka mukava savana vaduku, hamungatongopindi muumambo hwokudenga. 4 Naizvozvo ani naani anozvininipisa somwana uyu ndiye achava mukuru muumambo hwokudenga.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também