Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 18

Mufananidzo woMuranda Akanga Asina Tsitsi

21 Ipapo Petro akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, "Ishe, kanganiko kandingaregerera hama yangu kana achinditadzira? Kanomwe here?"

22 Jesu akapindura akati, "Kwete kanomwe chete, asi kakapetwa makumi manomwe ane nomwe.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também