Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 18

28 "Asi muranda uya paakabuda, akasangana nomumwewo muranda saiye ainge aine chikwereti chake chamadhenari zana18:28 madhora mashoma shoma. Akamubata ndokutanga kumudzipa. Akati, Ndipe chikwereti changu!

30 "Asi akaramba. Pamusoro pezvo akamusungisa uye akaita kuti aiswe mutorongo kusvikira aripa chikwereti chose.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também