Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 19

23 Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, "Ndinokuudzai chokwadi, zvakaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokudenga. 24 Ndinotizve zvakareruka kuti ngamera ipinde nepaburi retsono pano kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari."

25 Vadzidzi vakati vanzwa izvi vakakatyamara zvikuru vakabvunza vachiti, "Ndiani zvino achaponeswa?"

26 Jesu akavatarisa akati, "Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka."

Veja também