Publicidade

Mateus 21

Jesu paTemberi

12 Jesu akapinda munzvimbo yetemberi akadzinga vose vaitenga nokutengesa. Akapidigura tafura dzavaitsinhanha mari nezvigaro zvavaitengesa njiva. 13 Akati kwavari, "Kwakanyorwa kuchinzi, Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,asi imi mava kuiita bako ramakororo.’ "

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-