Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 21

15 Asi vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita, uye vana vachidanidzira mutemberi vachiti, "Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi," vakatsamwa.

16 Vakamubvunza vachiti, "Uri kunzwa zviri kurehwa navana ava here?"

Jesu akavapindura achiti, "Hongu, hamuna kurava here panoti:

" Pamiromo yavana navacheche

makaisa rumbidzo?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também