Publicidade

Mateus 22

37 Jesu akapindura akati, " Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.38 Uyu ndiwo murayiro mukuru uye wokutanga. 39 Wechipiri wakafanana nawo unoti, Ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe.40 Murayiro wose naVaprofita zvakabatanidzwa pamirayiro iyi miviri."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-