Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 24

23 Panguva iyoyo, mukanzwa munhu anoti kwamuri, Tarirai, hoyu Kristu!kana kuti, Hoyo Kristu,musazvitenda. 24 Nokuti kuchamuka vanaKristu venhema navaprofita venhema avo vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vanyengere kunyange navasanangurwa kana zvichigoneka. 25 Tarirai, ndafanokuudzai zvisati zvaitika.

26 "Saka kana munhu upi zvake akakuudzai kuti, Tarirai uyo ari kurenje,musabuda kuti muendeko kana kuti akati, Tarirai, ari mudzimba dzomukati,musazvitenda.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também