Publicidade

Mateus 25

36 ndakanga ndisina zvokupfeka mukandipfekedza, ndakanga ndichirwara mukandipepa, ndakanga ndiri mutorongo mukandishanyira.

37 "Ipapo vakarurama vachamupindura vachiti, Ishe, takakuonai riniko mune nzara tikakupai chokunwa? 38 Takakuonai riniko muri mweni tikakupinzai mumba, kana musina zvokupfeka tikakupfekedzai? 39 Takakuonai riniko muchirwara kana muri mutorongo tikakushanyirai?

40 "Mambo achapindura achiti, Ndinokuudzai chokwadi kuti, chose chamakaitira mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makachiitira ini.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-