14 Ipapo mumwe wavane gumi navaviri, ainzi Judhasi Iskarioti, akaenda kuvaprista vakuru 15 akandobvunza achiti, "Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?" Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha.
Publicidade