Jesu Anotaura kuti Petro Achamuramba
31 Ipapo Jesu akati kwavari, "Usiku huno imi mose muchatiza nokuti kwakanyorwa kuchinzi:
" ‘Ndicharova mufudzi,
boka ramakwai rigopararira.’
31 Ipapo Jesu akati kwavari, "Usiku huno imi mose muchatiza nokuti kwakanyorwa kuchinzi:
" ‘Ndicharova mufudzi,
boka ramakwai rigopararira.’