Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 26

38 Ipapo akati kwavari, "Mweya wangu uri kushungurudzika kwazvo kusvika pakufa. Garai pano uye murinde pamwe chete neni."

39 Akaenda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake akanyengetera achiti, "Baba vangu, kana zvichibvira mukombe uyu ngaubviswe kwandiri. Asi kwete kuda kwangu asi kuda kwenyu."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também