Publicidade

Mateus 27

28 Vakamubvisa nguo dzake vakamupfekedza nguo tsvuku. 29 Vakaruka korona yeminzwa vakaiisa pamusoro wake. Vakamubatisa mudonzvo muruoko rwake rworudyi vakapfugama pamberi pake uye vakamuseka vachiti, "Kwaziwai, Mambo wavaJudha!"

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-