Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 27

3 Judhasi uya akanga amupandukira akati aona kuti Jesu atongerwa rufu, akazvidemba kwazvo ndokubva adzosera makumi matatu esirivha aya kuvaprista vakuru navakuru. 4 Akasvikoti, "Ndatadza, nokuti ndapandukira ropa risina mhosva."

Vakamupindura vachiti, "Zvinei nesu? Ndezvako izvo."

5 Saka Judhasi akakanda mari iya mutemberi akabva akaenda akandozvisungirira.

Veja também