59 Josefa akatora mutumbi akauputira nomucheka wakachena, 60 akauisa muguva rake idzva raakanga achera padombo. Akakungurutsira ibwe guru pamuromo weguva ndokubva aenda.