Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 27

63 Vakasvikoti, "Ishe, tinorangarira kuti achiri mupenyu, munyengeri uya akati, Mushure mamazuva matatu, ndichamukazve.64 Saka rayirai kuti guva rake richengetedzwe kwazvo kusvika pazuva retatu. Zvimwe vadzidzi vake vangauye vakaba mutumbi wake vakaudza vanhu kuti akamutswa kubva kuvakafa. Kunyengera kwokupedzisira uku kuchaipa kukunda kwokutanga."

Veja também