Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 4

Kudanwa kwaVadzidzi Vokutanga

18 Jesu paakanga achifamba pedyo negungwa reGarirea, akaona varume vaviri, Simoni ainzi Petro nomununʼuna wake Andirea. Vakanga vachikanda mambure avo mugungwa nokuti vaiva vabati vehove. 19 Jesu akati kwavari, "Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também