25 "Kurumidza kutenderana nomudzivisi wako uyo ari kukuendesa kudare. Ita izvi uchiri munzira naye, kana kuti angangokuisa kumutongi uye mutongi agokuisa kumutariri, uye ugokandwa mutorongo. 26 Ndinokuudzai chokwadi kuti haungabudimo kusvikira waripa kamari kokupedzisira.
Publicidade