Publicidade

Mateus 5

Kurambana

31 "Zvakanzi, Ani naani anoramba mukadzi wake anofanira kumupa gwaro rokurambana.32 Asi ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake kunze kwemhosva yokusatendeka muwaniso anomuitisa upombwe, uye ani naani anowana mukadzi akarambwa anoita upombwe.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-