Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 6

9 "Zvino aya ndiwo manyengeterero amunofanira kuita:

" Baba vedu vari kudenga,

zita renyu ngarikudzwe,

10 umambo hwenyu ngahuuye,

kuda kwenyu ngakuitwe

panyika sezvinoitwa kudenga.

11 Tipei nhasi chingwa chedu chamazuva namazuva.

12 Tiregererei zvatinokutadzirai,

sezvatinoregererawo vanotitadzira isu.

13 Musatitungamirira mukuedzwa,

uye mutinunure kubva kuno wakaipa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também