Kumbirai, Tsvakai, Gogodzai
7 "Kumbirai mugopiwa, tsvakai mugowana, gogodzai mugozarurirwa. 8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.