Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 8

Jesu Anoporesa Vazhinji

14 Jesu akati apinda mumba maPetro, akasvikowana mai vomukadzi waPetro varere vachirwara nefivha. 15 Akabata ruoko rwavo fivha ndokubva yapera, uye vakasimuka ndokubva vatanga kumushandira.

Veja também