Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 8

2 Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, "Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa."

3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya akati, "Ndinoda. Chinatswa!" Pakarepo akabva aporeswa maperembudzi ake. 4 Ipapo Jesu akati kwaari, "Ona kuti hapana waunotaurira uye ugopa chipo chakarayirwa naMozisi sechapupu kwavari."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também