Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 9

Jesu Anomutsa Musikana Akanga Afa Uye Anoporesa Mukadzi Airwara

18 Akati achiri kutaura izvi, mumwe mutongi akauya akasvikomupfugamira uye akati, "Mwanasikana wangu afa izvozvi. Asi uyai muzoisa ruoko rwenyu paari agorarama." 19 Jesu akasimuka akaenda naye pamwe chete navadzidzi vake.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também