Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 9

23 Jesu akati apinda mumba momutongi uya, akawana varidzi venyere navazhinji vaiita mheremhere 24 akati, "Budai panze. Mwanasikana uyu haana kufa asi avete." Asi vakamuseka. 25 Mushure mokunge vanhu vazhinji ava vabudiswa panze, akapinda akasvikobata mwanasikana uya ruoko achibva amuka.

Veja também