Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 9

Jesu Anoporesa Mapofu Maviri neMbeveve

27 Jesu akati achibvapo, akateverwa navarume vaviri vakanga vari mapofu, vaishevedzera vachiti, "Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!"

28 Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, "Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?"

Vakapindura vakati, "Hongu, Ishe."

29 Ipapo akabata meso avo uye akati, "Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri." 30 Uye meso avo akabva asvinudzwa. Jesu akavayambira chaizvo achiti, "Onai kuti hapana achazviziva izvi."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também