Pular para o conteúdo
Publicidade

Nehemia 2

4 Mambo akati kwandiri, "Chii chauri kuda?"

Ipapo ndakanyengetera kuna Mwari wokudenga, 5 ndikapindura mambo ndichiti, "Kana zvichifadza mambo uye kana muranda wenyu awana nyasha pamberi pake, mambo ngaanditumire kuguta riri kuJudha kwakavigwa madzibaba angu kuitira kuti ndinorivakazve."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também