Pular para o conteúdo
Publicidade

Provérbios 1

Yambiro pamusoro poKuramba Uchenjeri

20 Uchenjeri hunodanidzira nenzwi guru mumugwagwa,

hunokwidza inzwi rahwo pachivara;

21 kumusoro kwemigwagwa ine ruzha hunodanidzira,

pamasuo eguta hunotaura shoko rahwo huchiti:

22 "Kusvikira riniko imi vasina mano, muchingoda kugara musina mano?

Kusvikira riniko vaseki vachifarira kuseka,

uye mapenzi achivenga zivo?

23 Dai makateerera kutsiura kwangu,

ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri

uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri.

Veja também